Isaiah 8:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova wakataura saiɀoɀo neni noruʋoko runesimba, akandiraira kuti ndirege kufamba nezira yaʋanhu aʋa, aciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akataura kwandiri ruoko rwake rune simba rwuri pamusoro pangu, achindiyambira kuti ndirege kutevera nzira yavanhu ava, akati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti Tenzi akataura kwandiri, ruoko rwake rune simba ruri pandiri, akandiyambira kuti ndisafambe mugwara ravanhu ivava achiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha akataura saizvozvo neni noruoko rune simba, akandirayira kuti ndirege kufamba nenzira yavanhu ava, achiti,
Shona 2009?
Nokuti Jehovha akataura saizvozvo neni noruoko rune simba, akandirayira kuti ndirege kufamba nenzira yavanhu ava, achiti,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha akataura saizvozvo neni noruoko rune simba, akandirayira kuti ndirege kufamba nenzira yavanhu ava achiti,