Isaiah 8:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musati: Iraŋgano, pamsoro peɀose ɀinonzi naʋanhu aʋa, iraŋgano; ʋuye musatya ɀaʋanotya, kana kuvunduka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Musati irangano zvinhu zvose zvinonzi navanhu ava irangano; musatya zvavanotya, musazvivhunduka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvose zvinenge zvichinzi navanhu ivava ibangano, usazviti ibangano, zvavanotya, usazvitye kana kuva mbwende.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musati, “Irangano, pamusoro pezvose zvinonzi navanhu ava, irangano; uye musatya zvavanotya, kana kuvhunduka.
Shona 2009?
Musati, "Irangano, pamusoro pezvose zvinonzi navanhu ava, irangano; uye musatya zvavanotya, kana kuvhunduka.
Shona SUB 2002 Bible
Musati, “Irangano, pamusoro pezvose zvinonzi navanhu ava, irangano; uye musatya zvavanotya, kana kuvhunduka.