Isaiah 8:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo iye ucaʋa nɀimbo tȿene yenyu; asi ucaʋa ibge rokugumbusa neɗombo rokupiŋganidza kudzimba dzose mbiri dzaIsraeri, aʋe rugombe nomusuŋgo kunaʋanogara Jerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndiye achava nzvimbo tsvene; asi padzimba dzose dzaIsraeri achava dombo rinoita kuti vanhu vagumburwe; nedombo rinoita kuti vapunzike. Uye kuvanhu veJerusarema iye achava musungo norugombe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye achava nzvimbo inoera neibwe rinogumbura nedombo rinogumbura kudzimba dzose dzokwaIsiraeri dziri mbiri, uye riva nechokuteya nacho vagari vomuJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo iye achava nzvimbo tsvene yenyu; asi achava ibwe rokugumbusa nedombo rokupinganidza kudzimba dzose mbiri dzaIsiraeri, ave rugombe nomusungo kuna vanogara Jerusaremu.”
Shona 2009?
Ipapo iye achava nzvimbo tsvene yenyu; asi achava ibwe rokugumbusa nedombo rokupinganidza kudzimba dzose mbiri dzaIsiraeri, ave rugombe nomusungo kuna vanogara Jerusaremu."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo iye achava nzvimbo tsvene yenyu; asi achava ibwe rokugumbusa nedombo rokupinganidza kudzimba dzose mbiri dzaIsiraeri, ave rugombe nomusungo kuna vanogara Jerusaremu.”