Isaiah 8:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋazhinji ʋaʋo ʋacagumburwa naro, ʋacawa, nokuputswa, nokuteyiwa, nokuɓatwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vazhinji vavo vachagumburwa; vachawa vagovhunika, vachateyiwa vagobatwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vazhinji vachagumburwa naro vachiwira pasi vachiputsika; vachateyiwa vachibatwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vazhinji vavo vachagumburwa naro, vachawa, nokuputswa, nokuteyiwa, nokubatwa.
Shona 2009?
Vazhinji vavo vachagumburwa naro, vachawa, nokuputswa, nokuteyiwa, nokubatwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vazhinji vavo vachagumburwa naro, vachawa, nokuputswa, nokuteyiwa, nokubatwa.