Isaiah 8:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicatora ɀapupu ɀakatendeka, ɀinoti: Uria muprista, naZekaria mŋanakomana waJeberekia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichadana Uriya muprista naZekaria mwanakomana waJebherekia sezvapupu zvakatendeka kwandiri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakatora vanhu vakavimbika vokundipupurira vanoti: mupristi Uriya naZekariya mwanakomana waJebherekiya kuti vazondipupurira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichatora zvapupu zvakatendeka, zvinoti: Uriya mupristi, naZekariya mwanakomana waJebherekia.
Shona 2009?
Ndichatora zvapupu zvakatendeka, zvinoti: Uriya muprista, naZekariya mwanakomana waJebherekia.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichatora zvapupu zvakatendeka, zvinoti: Uriya mupristi, naZekariya mwanakomana waJebherekia.