Isaiah 8:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndakaenda kumuprofitakadzi, iye akatora mimba, akaɓereka mŋanakomana. Ɀino Jehova akati kwandiri: Mutumidze zita rokuti: Cimbidzikai kutapa, ɀakapambga ɀokurumidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakaenda kumuprofitakadzi, iye akatora pamuviri akabereka mwanakomana. Zvino Jehovha akati kwandiri, “Mutumidze kuti MaheriSharari-Hashi-Bhazi;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndakazopinda mumba namai muporofita mudzimai wangu vakabva vava napamuviri ndokubereka mwana mukomana. Tenzi ndokuti, “Mutumidze zita rokuti, ‘Nyachimbichimbikupambamandikurumudzekutapa.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndakaenda kumuporofitakadzi, iye akatora pamuviri, akabereka mwanakomana. Zvino Jehovha akati kwandiri, “Mutumidze zita rokuti, ‘Chimbidzikai kutapa, zvakapambwa zvokurumidza.’
Shona 2009?
Ipapo ndakaenda kumuporofitakadzi, iye akatora pamuviri, akabereka mwanakomana. Zvino Jehovha akati kwandiri "Mutumidze zita rokuti, `Chimbidzikai kutapa, zvakapambwa zvokurumbidza.'
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndakaenda kumuporofitakadzi, iye akatora pamuviri, akabereka mwanakomana. Zvino Jehovha akati kwandiri, “Mutumidze zita rokuti, ‘Chimbidzikai kutapa, zvakapambwa zvokurumidza.’