Isaiah 8:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti mŋana asati aziʋa kuti, Ƃaɓa ʋaŋgu, kana Mai ʋaŋgu, fuma yeDamasko neɀakapambga ɀeSamaria ɀicaiswa pamberi pamambo weAsiria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti mwana asati aziva kuti, ‘Baba vangu’ kana kuti, ‘Mai vangu,’ pfuma yeDhamasiko nezvakapambwa zveSamaria zvichatakurwa namambo weAsiria.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti mwana iyeyo asati ava kugona kuti baba wangu kana kuti amai vangu, upfumi hweDhamasikusi nezvakapambwa neveSamaria zvichatorwa namambo weAsiria zvoendwa nazvo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti mwana asati aziva kuti, baba vangu, kana mai vangu, pfuma yeDhamasiko nezvakapambwa zveSamaria zvichaiswa pamberi pamambo waAsiria.”
Shona 2009?
Nokuti mwana asati aziva kuti, baba vangu, kana mai vangu, fuma yeDhamasiko nezvakapambwa zveSamaria zvichaiswa pamberi pamambo weAsiria."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti mwana asati aziva kuti, baba vangu, kana mai vangu, pfuma yeDhamasikosi nezvakapambwa zveSamaria zvichaiswa pamberi pamambo weAsiria.”