Isaiah 8:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu aʋa ɀaʋakaramba mvura yeShiroa, inonatsa kuyerera, ʋacifarira Rezini nomŋanakomana waRemaria;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nokuti vanhu ava vakaramba mvura inoyerera zvinyoronyoro yeShiroa, uye vanofarira Rezini nomwanakomana waRemaria,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pamusana pokuti vanhu ivava ava vakaramba mvura yomuShiroa inoerera zvinyoronyoro vakahuta kudedera Rezini nomwanakomana waRemaria;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vanhu ava zvavakaramba mvura yeShiroa, inonatsa kuyerera, vachifarira Rezini nomwanakomana waRemaria;
Shona 2009?
"Vanhu ava zvavakaramba mvura yeShiroa, inonyatsa kuyerera, vachifarira Rezini nomwanakomana waRemaria;
Shona SUB 2002 Bible
“Vanhu ava zvavakaramba mvura yeShiroa, inonatsa kuyerera, vachifarira Rezini nomwanakomana waRemaria;