Isaiah 9:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀitina ɀawa, asi ticaʋaka namabge akaʋezwa; miʋonde yatemŋa, asi ticaisa misidari panɀimbo yayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvidhinha zvakoromokera pasi, asi tichavakazve namatombo; mionde yatemerwa pasi, asi tichaitsiva nemisidhari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvidhina zvakakoromoka zvazvo, asi isu tichavaka namabwe akavezwa; mikuyu yakatemwa zvayo, asi tichaitsiva nemisidhari isu,”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvitinha zvawa, asi tichavaka namabwe akavezwa; mionde yatemwa, asi tichaisa misidhari panzvimbo yayo.”
Shona 2009?
"Zvitinha zvawa, asi tichavaka namabwe akavezwa; mionde yatemwa, asi tichaisa misidhari panzvimbo yayo."
Shona SUB 2002 Bible
“Zvitinha zvawa, asi tichavaka namabwe akavezwa; mionde yatemwa, asi tichaisa misidhari panzvimbo yayo.”