Isaiah 9:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Jehova ucaʋamutsira ʋadziʋisi ʋaRezini, ucasaŋganisa ʋaʋeŋgi ʋake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Jehovha akamutsira Rezini vadzivisi akakurudzira vavengi vavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nezvo Tenzi achavamutsira mhandu agovanyandurira vavengi vavo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Jehovha achavamutsira vadzivisi vaRezini, achasanganisa vavengi vake;
Shona 2009?
Naizvozvo Jehovha achavamutsira vadzivisi vaRezini, achasanganisa vavengi vake;
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Jehovha achavamutsira vadzivisi vaRezini, achasanganisa vavengi vake;