Isaiah 9:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋaifamba murima ʋakaʋona ciedza cikuru; ʋaigara munyika yomumvuri worufu, ʋakapenyerwa ciedza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vaifamba murima vakaona chiedza chikuru; avo vaigara munyika yomumvuri worufu, chiedza chakavavhenekera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vaifamba murima vaona chiedza chikuru; vanhu vaigara munyika yezarima rorufu, chiedza chavavhenekera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vaifamba murima vakaona chiedza chikuru; vaigara munyika yomumvuri worufu, vakapenyerwa chiedza.
Shona 2009?
Vanhu vaifamba murima vakaona chiedza chikuru; vaigara munyika yomumvuri worufu, vakapenyerwa chiedza.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vaifamba murima vakaona chiedza chikuru; vaigara munyika yomumvuri worufu, vakapenyerwa chiedza.