Isaiah 9:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe ucabvuta kurudyi, asi ucaʋa nenzara; ucadya kuruɓoshwe, asi haʋaŋgaguti; mumŋe nomumŋe ucadya nyama yoruʋoko rwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kurudyi vachadya asi vacharamba vane nzara; kuruboshwe, vachadya asi havangaguti. Mumwe nomumwe achadya nyama yomwana wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanoti uku norudyi tyorei vachingosara vanayo nzara, ukuwo noruboshwe vachimochira kudya asi havaguti, mumwe nomumwe achidya mumwe wake;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe achabvuta kurudyi, asi achava nenzara; achadya kuruboshwe, asi havangaguti; mumwe nomumwe achadya nyama yoruoko rwake.
Shona 2009?
Mumwe achabvuta kurudyi, asi achava nenzara; achadya kuruboshwe, asi havangaguti; mumwe nomumwe achadya nyama yoruoko rwake.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe achabvuta kurudyi, asi achava nenzara; achadya kuruboshwe, asi havangaguti; mumwe nomumwe achadya nyama yoruoko rwake.