Isaiah 9:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaManase ʋacadya ʋaEfraimi, naʋaEfraimi ʋaManase; iʋo pamŋe cete ʋacamukira ʋaJuda. Kunyaŋge ɀakaɗaro, kutsamŋa kwake hakuna‐kudzorwa, asi ruʋoko rwake rwakaramba rwakatambanudzwa naɀino.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Manase achadya Efuremu uye Efuremu achadya Manase; pamwe chete vachamukira Judha. Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, ruoko rwake ruchakangosimudzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vokwaManase vorwisana nevokwaEfuremu, vokwaEfuremu vachirwisana nevokwaManase vose pamwechete vachirwisa vokwaJudha. Nokuda kwaizvozvi hasha dzake hadzina kupora, muruoko rwake shamhu ichiri mudenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaManase vachadya vaEfuremu, navaEfuremu vaManase; ivo pamwechete vachamukira vaJudha. Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, asi ruoko rwake rwakaramba rwakatambanudzwa nazvino.
Shona 2009?
VaManase vachadya vaEfuremu, navaEfuremu vaManase; ivo pamwechete vachamukira vaJudha. Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, asi ruoko rwake rwakaramba rwakatambanudzwa nazvino.
Shona SUB 2002 Bible
VaManase vachadya vaEfuremu, navaEfuremu vaManase; ivo pamwechete vachamukira vaJudha. Kunyangwe zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, asi ruoko rwake rwakaramba rwakatambanudzwa nazvino.