James 1:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi munhu mumŋe nomumŋe unoidzwa kana acikwebga nokuciʋa kwake acinyeŋgerwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi mumwe nomumwe anoedzwa paanenge, achikwevewa nokuchiva kwake kwakaipa uye achinyengerwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi munhu wose anoedzwa kana achitorwa mwoyo nokufurirwa noruchiva rwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi munhu mumwe nomumwe anoedzwa kana achikwewa nokuchiva kwake achinyengerwa.
Shona 2009?
Asi munhu mumwe nomumwe unoidzwa kana achikwebwa nokuchiva kwake achinyengerwa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi munhu mumwe nomumwe anoedzwa kana achikwewa nokuchiva kwake achinyengerwa.