James 1:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti kutsamŋa kwomunhu hakuiti kururama kwaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti kutsamwa kwomunhu hakuuyisi upenyu hwakarurama hunodikanwa naMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti kushatirwa kwomunhu hakubatsiri kuti mugariro wohumwari wakarurama uitwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti kutsamwa kwomunhu hakuiti kururama kwaMwari.
Shona 2009?
nokuti kutsamwa komunhu hakuiti kururama kwaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti kutsamwa kwomunhu hakuiti kururama kwaMwari.