James 1:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kana munhu ari munzwi weshoko, asati ari muiti waro, wakafanana nomunhu unoʋona ciso cake, caakaɓerekwa naco, muciʋoniʋoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani anoteerera kushoko asi asingaiti zvarinoreva akaita somunhu anotarira chiso chake muchionioni
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti kana munhu achingova munzwi bedzi weshoko, asi asingaiti zvarinoreva akaita somunhu anotarira huso hwake hwaakaberekwa nahwo muchiringiriro;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kana munhu ari munzwi weshoko, asati ari muiti waro, akafanana nomunhu anoona chiso chake, chaakaberekwa nacho, muchionioni.
Shona 2009?
Nokuti kana ari munzwi weshoko, asati ari muiti waro, wakafanana nomunhu unovona chiso chake, chaakaberekwa nacho, muchivonivoni.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kana munhu ari munzwi weshoko, asati ari muiti waro, akafanana nomunhu anoona chiso chake, chaakaberekwa nacho, muchionioni.