James 1:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti unoɀiʋona, ndokuenda, ndokukaŋganwa pakarepo kuti wakaɗini iye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye, mushure mokuzvitarira, anoenda uye nokukurumidza anokanganwa kuti anotaridzika sei.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti anozviongorora zvake oenda asi obva akanganwa zvaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti anozviona, ndokuenda, ndokukanganwa pakarepo kuti akadini iye.
Shona 2009?
Nokuti unozvivona, ndokuenda, ndokukangamwa pakarepo kuti wakadini iye.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti anozviona, ndokuenda, ndokukanganwa pakarepo kuti akadini iye.