James 1:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu uyu ŋgaarege kufuŋga kuti ucazowana cinhu kunaShe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu uyu ngaarege kufunga kuti achagamuchira chinhu chipi zvacho kubva kuna She;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu akadaro ngaarege kufunga kuti achawana chinhu chinobva kunaTenzi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu uyu ngaarege kufunga kuti achazowana chinhu kuna Ishe;
Shona 2009?
Munhu uyu arege kufunga kuti uchazowana chinhu kunaShe;
Shona SUB 2002 Bible
Munhu uyu ngaarege kufunga kuti achazowana chinhu kuna Ishe;