James 1:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
munhu, unemŋoyo miʋiri, unoshanduka‐shanduka panzira dzake dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
munhu ane mwoyo miviri, anongoshanduka-shanduka mune zvose zvaanoita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti munhu ane pfungwa mbiri, asina pake muna zvose zvaanoita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
munhu, ane mwoyo miviri, anoshandukashanduka panzira dzake dzose.
Shona 2009?
munhu, unemoyo miviri, unoshanduka-shanduka panzira dzake dzose.
Shona SUB 2002 Bible
munhu, ane mwoyo miviri, anoshanduka–shanduka panzira dzake dzose.