James 2:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoʋona kuti kutenda kwake kwakaɓata pamŋe cete namaɓasa ake, ʋuye kuti kutenda kwake kwakakwaniswa namaɓasa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Unoona kuti kutenda kwake uye namabasa ake zvaibata pamwe chete, uye kutenda kwake kukakwaniswa nezvaakaita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unozviona kuti chitendero chavo namabasa avo zvaishanda pamwechete, chitendero chakazadzikiswa namabasa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unoona kuti kutenda kwake kwakabata pamwechete namabasa ake, uye kuti kutenda kwake kwakakwaniswa namabasa;
Shona 2009?
Unovona kuti kutenda kwake kwakabata pamwe chete namabasa ake, uye kuti kutenda kwake kwakakwaniswa namabasa;
Shona SUB 2002 Bible
Unoona kuti kutenda kwake kwakabata pamwechete namabasa ake, uye kuti kutenda kwake kwakakwaniswa namabasa;