James 2:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munoʋona kuti munhu unoruramiswa namaɓasa, haaruramiswi nokutenda ɓedzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Unoona kuti munhu anoshayirwa mhosva nokuda kwezvaanoita, kwete nokutenda bedzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munozvionawo kuti munhu anoruramiswa namabasa kwete nechitendero choga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munoona kuti munhu anoruramiswa namabasa, haaruramiswi nokutenda bedzi.
Shona 2009?
Munovona kuti munhu unoruramiswa namabasa, haaruramiswi nokutenda bedzi.
Shona SUB 2002 Bible
Munoona kuti munhu anoruramiswa namabasa, haaruramiswi nokutenda bedzi.