James 2:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀino kana mucizadzisa murairo woʋushe, seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Iɗa wokwako seɀaunoɀiɗa iwe, munoita ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana muchichengeta muchokwadi murayiro woushe unowanikwa muRugwaro, unoti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozvida iwe,” munoita zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mukazadzisa mutemo woumambo maererano namagwaro matsvene unoti, “Ida mumwe wako sokuda kwaunozviita.” Munoita zvakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zvino kana muchizadzisa murayiro woushe, sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Ida wokwako sezvaunozvida iwe,” munoita zvakanaka.
Shona 2009?
Asi zvino kana muchizadzisa murairo wovushe, sezvazvakanyorwa, zvichinzi: Ida wokwako sezvaunozvida iwe, munoita zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Asi zvino kana muchizadzisa murairo woushe, sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Ida wokwako sezvaunozvida iwe,” munoita zvakanaka.