James 3:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi hakunomunhu uŋgapiŋgudza rurimi; ndico cinhu cakaipa cinoshanduka‐shanduka, cizere nomuti unoʋuraya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi hakuna munhu anogona kupingudza rurimi. Ndirwo chinhu chakaipa chisingazorori, chizere nomuchetura unouraya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi hapana munhu anogona kupingudza rurimi, rwakaipa uye haruna parwo uyezve rune chepfu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi hakuna munhu angapingudza rurimi; ndicho chinhu chakaipa chinoshanduka-shanduka, chizere nomuti unouraya.
Shona 2009?
asi hakunomunhu ungapingudza rurimi; ndicho chinhu chakaipa chinoshanduka-shanduka, chizere nomuti unovuraya.
Shona SUB 2002 Bible
asi hakuna munhu angapingudza rurimi; ndicho chinhu chakaipa chinoshanduka–shanduka, chizere nomuti unouraya.