James 4:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nhai imi, munoti: Nhasi, kana maŋgwana ticaenda kuguta rokuti, tigogara’ko gore, ticishambadzira, tifume —
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino teererai, imi munoti, “Nhasi kana mangwana tichaenda kuguta iri kana iro, tinopedza gore tiriko, tichiita basa uye tichiwana mari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko zvino imi munoti, “Nhasi kana mangwana tichaenda kuguta rakati tondopedza gore tiriko tigoshava tiwane upfumi”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nhai imi, munoti “Nhasi, kana mangwana tichaenda kuguta rokuti, tigogarako gore, tichishambadzira, tifume
Shona 2009?
Nhai imi, munoti: Nhasi, kana mangwana tichaenda kuguta rokuti, tigogarako gore, tichishambadzira, tifume
Shona SUB 2002 Bible
Nhai imi, munoti “Nhasi, kana mangwana tichaenda kuguta rokuti, tigogarako gore, tichishambadzira, tifume