James 4:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo uyo, unoziʋa kuita ɀakanaka, akasaɀiita, iye uneɀiʋi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani, zvino, anoziva zvakanaka zvaanofanira kuita uye akasazviita, ari kutadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anoziva zvinofanira kuitwa zvakarurama, asi asingazviiti, kwaari chitadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo uyo, anoziva kuita zvakanaka, akasazviita, iye ane zvivi.
Shona 2009?
Naizvozvo uyo, unoziva kuita zvakanaka, akasazviita, iye unezvivi.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo uyo, anoziva kuita zvakanaka, akasazviita, iye ane zvivi.