James 4:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shuwai, muceme, murire; kuseka kwenyu ŋgakushandurwe kuʋe kucema, nokufara kwenyu dziʋe shuŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chemai, murire uye muungudze. Shandurai kuseka kwenyu kuve kuchema uye mufaro wenyu uve kusuwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Suwai muungudze mucheme. Kuseka kwenyu ngakusanduke kuve kuungudza; kufara kwenyu kuve kusuruvara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shuwai mucheme, murire; kuseka kwenyu ngakushandurwe kuve kuchema, nokufara kwenyu dzive shungu.
Shona 2009?
Suwai, mucheme, muraire; kuseka kwenyu ngakushandurwe kuve kuchema, nokufara kwenyu dzive shungu.
Shona SUB 2002 Bible
Shuwai mucheme, murire; kuseka kwenyu ngakushandurwe kuve kuchema, nokufara kwenyu dzive shungu.