James 5:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi, hama dzaŋgu, kupfuʋura ɀinhu ɀose, musapika, kunyaŋge neɗeŋga, kana nenyika, kana nokupika kumŋe kwose; asi hoŋo, yenyu ŋgaiʋe hoŋo, kwete yenyu ŋgaiʋe kwete; kuti murege kutoŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro pazvo zvose, hama dzangu, musapika, nedenga kana nenyika kana nechimwe chinhu zvacho. “Hongu” yenyu ngaive hongu, uye “Kwete” yenyu ngaive kwete, kuti murege kutongwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kupfuura zvose, hama dzangu musapike nedenga kana nenyika kana nokupika kupi zvako. Regai hongu wenyu angova, hongu uye, kwete wenyu angova kwete kuti murege kupiwa mhosva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi, hama dzangu, kupfuura zvinhu zvose, musapika, kunyange nedenga, kana nenyika, kana nokupika kumwe kwose; asi hongu yenyu ngaive hongu, kwete yenyu ngaive kwete; kuti murege kutongwa.
Shona 2009?
Asi, hama dzangu, kupfuvura zvinhu zvose, musapika, kunyange nedenga, kana nenyika, kana nokupika kumwe kose; asi hongu yenyu ngaive hongu, kwete yenyu ngaive kwete; kuti murege kuwira mukutongwa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi, hama dzangu, kupfuura zvinhu zvose, musapika, kunyangwe nedenga, kana nenyika, kana nokupika kumwe kwose; asi hongu yenyu ngaive hongu, kwete yenyu ngaive kwete; kuti murege kutongwa.