James 5:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyeŋgetera kwokutenda kucaponesa unorwara, Ishe ucamumutsa; kana akaita ɀiʋi, ucaɀikaŋganwirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye munyengetero unoitwa mukutenda uchaita kuti munhu anorwara apore; Ishe achamumutsa. Kana akatadza, acharegererwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munamato uyu wechitendero uchaponesa murwere. Tenzi achamumutsa uye kana akapara zvitadzo acharegererwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyengetera kwokutenda kuchaponesa anorwara, Ishe achamumutsa; kana akaita zvivi achazviregererwa.
Shona 2009?
Kunyengetera kokutenda kuchaponesa unorwara, Ishe uchamumutsa; kana akaita zvivi, uchazvikangamwirwa.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyengetera kwokutenda kuchaponesa anorwara, Ishe achamumutsa; kana akaita zvivi achazviregererwa.