James 5:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hama dzaŋgu, kana kunomunhu pakati penyu wakatsauka paɀokwaɗi, mumŋe akamudzora,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hama dzangu, kana mumwe wenyu akatsauka kubva pachokwadi uye mumwe akamudzora,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hama dzangu pakati penyu mumwe akatsauka pachokwadi, mumwewo akamudzora, iyeyo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hama dzangu, kana kuno munhu pakati penyu akatsauka pazvokwadi, mumwe akamudzora,
Shona 2009?
Hama dzangu, kana kunomunhu pakati penyu wakatsauka pachokwadi, mumwe akamudzora,
Shona SUB 2002 Bible
Hama dzangu, kana kuno munhu pakati penyu akatsauka pazvokwadi, mumwe akamudzora,