James 5:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ŋgaaziʋe kuti unodzora mutadzi panzira yokutsauka kwake, ucaponesa mŋeya parufu nokufukidza ɀiʋi ɀizhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
murangarire izvi kuti: Ani naani anodzora mutadzi kubva panzira yokudarika kwake, achamuponesa kubva parufu uye achafukidza zvivi zvizhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ngaazive kuti ani nani anodzora mutadzi mukurasika kwake gwara achaponesa mweya wake kurufu uye zvitadzo zvizhinji zvichafukidzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ngaazive kuti anodzora mutadzi panzira yokutsauka kwake, uchaponesa mweya parufu nokufukidza zvivi zvizhinji.
Shona 2009?
ngaazive kuti unodzora mutadzi panzira yokutsauka kwake, uchaponesa mweya parufu nokufukidza zvivi zvizhinji.
Shona SUB 2002 Bible
ngaazive kuti anodzora mutadzi panzira yokutsauka kwake, uchaponesa mweya parufu nokufukidza zvivi zvizhinji.