James 5:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndarama yenyu nesirveri yenyu ɀineŋgura; ŋgura yaɀo icakupupurirai ɀakaipa, icapedza nyama yenyu somŋoto. Makaɀiceŋgetera fuma pamazuʋa okupedzisira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Goridhe renyu nesirivha zvava nengura. Ngura yazvo ichakupupurirai zvakaipa uye zvichapedza nyama yenyu somoto. Makazvichengetera upfumi mumazuva okupedzisira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndarama yenyu neSirivha zviri kuita ngura. Ngura yazvo ndiyo ichakuwanisai mhosva. Ichakudyai nyama yenyu somoto. Makazviunganidzira upfumi kuitira mazuva okupedzisira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndarama yenyu nesirivha yenyu zvine ngura; ngura yazvo ichakupupurirai zvakaipa, ichapedza nyama yenyu somoto. Makazvichengetera pfuma pamazuva okupedzisira.
Shona 2009?
Ndarama yenyu nesirivheri yenyu zvinengura; ngura yazvo ichakupupurirai zvakaipa, ichapedza nyama yenyu somoto. Makazvichengetera fuma pamazuva okupedzisira.
Shona SUB 2002 Bible
Ndarama yenyu nesirivha yenyu zvine ngura; ngura yazvo ichakupupurirai zvakaipa, ichapedza nyama yenyu somoto. Makazvichengetera pfuma pamazuva okupedzisira.