James 5:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makatoŋgera wakarurama, mukamuʋuraya; haakudziʋisiyi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makatonga uye mukaponda vanhu vasina mhosva, vakanga vasingapikisani nemi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makapa mhosva mukauraya mururami asi haana kukudzivisai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makatongera wakarurama, mukamuuraya; haakudzivisiyi.
Shona 2009?
Makatongera wakarurama, mukamuvuraya; haakudzivisiyi.
Shona SUB 2002 Bible
Makatongera wakarurama, mukamuuraya; haakudzivisiyi.