Jeremiah 1:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jehova akati kwandiri: Waʋona ɀakanaka; nokuti ndinoȿinurira shoko raŋgu, kuti ndiriite.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati kwandiri, “Waona zvakanaka, nokuti ndiri kutarira kuti ndione kuzadziswa kweshoko rangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi ndokuti kwandiri, “Waona zvazviri, nokuti ini ndiri kutarisa kuti shoko rangu rakazadzikiswa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jehovha akati kwandiri, “Waona zvakanaka; nokuti ndinosvinurira shoko rangu, kuti ndiriite.”
Shona 2009?
Ipapo Jehovha akati kwandiri,"Waona zvakanaka; nokuti ndinosvinurira shoko rangu, kuti ndiriite."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jehovha akati kwandiri, “Waona zvakanaka; nokuti ndinosvinurira shoko rangu, kuti ndiriite.”