Jeremiah 1:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shoko raJehova rakaʋuya kwaari pamazuʋa aJosia, mŋanakomana waAmoni, mambo waJuda, negore regumi namatatu rokuɓata kwake ʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shoko raJehovha rakauya kwaari mugore regumi namatatu rokutonga kwaJosia mwanakomana waAmoni mambo weJudha,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shoko raTenzi rakauya kwaari mumazuva aJosiya, mwanakomana waAmoni, mambo wokwaJudha, muri mugore regumi nechitatu rokutonga kwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shoko raJehovha rakauya kwaari pamazuva aJosia, mwanakomana waAmoni, mambo waJudha, negore regumi namatatu rokubata kwake ushe.
Shona 2009?
Shoko raJehovha rakauya kwaari pamazuva aJosiya, mwanakomana waAmoni, mambo waJudha, negore regumi namatatu rokubata kwake ushe.
Shona SUB 2002 Bible
Shoko raJehovha rakauya kwaari pamazuva aJosiya, mwanakomana waAmoni, mambo waJudha, negore regumi namatatu rokubata kwake ushe.