Jeremiah 1:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndikati: Haiwa, Ishe Mŋari, tarirai, handigoni kutaura, nokuti ndiri mŋanana haŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ini ndikati, “Haiwa, Ishe Jehovha, handigoni kutaura; ndinongova mwana hangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndokuti, “AA! Nhai Tenzi Mwari! Tarisai muone kuti ini handikwanisi kutaura nokuti ndiri muduku!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndakati, “Haiwa, Ishe Mwari, tarirai, handigoni kutaura, nokuti ndiri mwanana hangu.”
Shona 2009?
Ipapo ndakati, "Haiwa, Ishe Mwari, tarirai, handigoni kutaura, nokuti ndiri mwanana hangu."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndakati, “Haiwa, Ishe Mwari, tarirai, handigoni kutaura, nokuti ndiri mwanana hangu.”