Jeremiah 1:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usatya nokuɗa kwaʋo, nokuti ɀanzi naJehova: Ini ndinewe, kuti ndikurwire.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usavatya, nokuti ini ndinewe uye ndichakurwira,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rega kuvatya nokuti ini ndinenge ndinewe kuzokununura. Ndozviri kutaura Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usatya nokuda kwavo, nokuti zvanzi naJehovha, ‘Ini ndinewe, kuti ndikurwire.’ ”
Shona 2009?
Usatya nokuda kwavo, nokuti zvanzi naJehovha, ndinewe, kuti ndikurwire.' "
Shona SUB 2002 Bible
Usatya nokuda kwavo, nokuti zvanzi naJehovha, ‘Ini ndinewe, kuti ndikurwire.’ ”