Jeremiah 1:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jehova akatambanudza ruʋoko rwake, akaɓata muromo waŋgu; Jehova akati kwandiri: Tarira, ndaisa mashoko aŋgu mumuromo mako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehovha akatambanudza ruoko rwake akabata muromo wangu akati kwandiri, “Zvino ndaisa mashoko angu mumuromo mako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akabva atambanudza ruoko rwake akabata muromo wangu Tenzi akati kwandiri, “Chinzwa unzwe, ndaisa mazwi angu mukanwa mako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jehovha akatambanudza ruoko rwake, akabata muromo wangu; Jehovha akati kwandiri, “Tarira, ndaisa mashoko angu mumuromo mako.
Shona 2009?
Ipapo Jehovha akatambanudza ruoko rwake, akabata muromo wangu; Jehovha akati kwandiri, "Tarira, ndaisa mashoko angu mumuromo mako.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jehovha akatambanudza ruoko rwake, akabata muromo wangu; Jehovha akati kwandiri, “Tarira, ndaisa mashoko angu mumuromo mako.