Jeremiah 10:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Itiyi kwaʋari: Ʋamŋari ʋasina‐kuita ɗeŋga nenyika, ndiʋo ʋacapera panyika napasi peɗeŋga rose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Muvaudze kuti, ‘Vamwari ava, vasina kuita matenga nenyika, vachaparara panyika nepasi pamatenga.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Unofanira kuvataurira kuti, vamwari vacho ivavo vasirivo vasiki vematenga napasi, vachaparara panyika uye vachaparara pasi pematenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Itiyi kwavari, “Vamwari vasina kuita denga nenyika, ndivo vachapera panyika napasi pedenga rose.”
Shona 2009?
ltiyi kwavari, "Vamwari vasina kuita denga nenyika, ndivo vachapera panyika napasi pedenga rose."
Shona SUB 2002 Bible
Itiyi kwavari, “Vamwari vasina kuita denga nenyika, ndivo vachapera panyika napasi pedenga rose.”