Jeremiah 10:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiye wakaita nyika nesimba rake, wakateya nyika noʋucenjeri bgake, wakatatamura ɗeŋga rose nenjere dzake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Mwari akaita nyika nesimba rake, akateya nyika nouchenjeri hwake, uye akakutambanudza matenga nokunzwisisa kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iye ndiye akaita nyika nesimba rake ndiye akasika nyika noungwaru hwake uye nokunzwisisa kwake akawarira matenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiye wakaita nyika nesimba rake, wakateya nyika nohuchenjeri hwake, wakatatamura denga rose nenjere dzake.
Shona 2009?
Ndiye wakaita nyika nesimba rake, wakateya nyika nohuchenjeri hwake, wakatatamura denga rose nenjere dzake.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiye wakaita nyika nesimba rake, wakateya nyika nohuchenjeri hwake, wakatatamura denga rose nenjere dzake.