Jeremiah 10:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mugoʋe waJakobo haufanani naiɀoɀo, nokuti ndiye muʋumbi waɀose; Israeri ndirwo rudzi rwenhaka yake; Jehova wehondo ndiro zita rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye anenge ari mugove waJakobho haana kufanana nazvo, nokuti ndiye Muiti wezvinhu zvose, kusanganisa naIsraeri, rudzi rwenhaka yake, Jehovha Wamasimba Ose ndiro zita rake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iye haana kumboita saizvozvi izvi, iye mugove wevokwaJakobho nokuti ndiye akasika zvinhu zvose uye verudzi rwechiIsiraeri ndivo rudzi rwake rwenhaka. Zita rake rinonzi Tenzi wehondo nehondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mugove waJakobho haufanani naizvozvo, nokuti ndiye muumbi wazvose; Isiraeri ndirwo rudzi rwenhaka yake; Jehovha wehondo ndiro zita rake.
Shona 2009?
Mugove waJakobho haufanani naizvozvo, nokuti ndiye muumbi wazvose; Isiraeri ndirwo rudzi rwenhaka yake; Jehovha wehondo ndiro zita rake.
Shona SUB 2002 Bible
Mugove waJakobho haufanani naizvozvo, nokuti ndiye muumbi wazvose; Isiraeri ndirwo rudzi rwenhaka yake; Jehovha wehondo ndiro zita rake.