Jeremiah 10:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀanzi naJehova: Tarirai, ŋguʋa ino ndicaposhera kure ʋanhu ʋagere munyika ino, ndicaʋamanikidza, kuti ʋawanikwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti zvanzi naJehovha, “Panguva ino ndichapotsera kure avo vanogara munyika ino; Ndichauyisa nhamo pamusoro pavo kuti vagotapwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti zvanzi naTenzi chinzwai, rwendo rwuno, ndava kuvhiriridzira kure vagari vomunyika muno ndichivapinza nhamo chaiyo vambonzwa kurwadza kwazvinoita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvanzi naJehovha, “Tarirai, nguva ino ndichaposhera kure vanhu vagere munyika ino, ndichavamanikidza, kuti vawanikwe.”
Shona 2009?
Nokuti zvanzi naJehovha, "Tarirai, nguva ino ndichaposhera kure vanhu vagere munyika ino, ndichavamanikidza, kuti vawanikwe."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvanzi naJehovha, “Tarirai, nguva ino ndichaposhera kure vanhu vagere munyika ino, ndichavamanikidza, kuti vawanikwe.”