Jeremiah 10:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tente raŋgu rakaputswa, mabote aŋgu ose akaɗamburwa; ʋana ʋaŋgu ʋabva kwandiri, haʋaciri’po; hakucina‐uŋgatatamura tente raŋgu, kana kumisa ɀe miceka yetente raŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tende rangu raparadzwa; mabote aro ose adamburwa. Vanakomana vangu vabva kwandiri uye havachipozve; hakuna asara zvino kuti amise tende rangu. kana kumisa dumba rangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tendhe rangu raparadzwa tambo dzangu dzose dzadamburwa. Vana vangu vandisiya uye havasisipo. Wokundimisirazve tendhe rangu hakusisina, kana wokunditurikirira machira angu okudzikatirisa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tende rangu rakaputswa, mabote angu ose akadamburwa; vana vangu vabva kwandiri, havachiripo; hakuchina ungatatamura tende rangu, kana kumisazve micheka yetende rangu.
Shona 2009?
Tende rangu rakaputswa, mabote angu ose akadamburwa; vana vangu vabva kwandiri, havachiripo; hakuchina ungatatamura tende rangu, kana kumisazve micheka yetende rangu.
Shona SUB 2002 Bible
Tende rangu rakaputswa, mabote angu ose akadamburwa; vana vangu vabva kwandiri, havachiripo; hakuchina ungatatamura tende rangu, kana kumisazve micheka yetende rangu.