Jeremiah 10:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋafudzi ʋaʋa ʋasinenjere, haʋana‐kubvunza Jehova; naiɀoɀo haʋana‐kuzofara, namapoka aʋo ose akapararira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vafudzi havana njere, uye havabvunzi Jehovha; saka havabudiriri uye makwai avo ose apararira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vafudzi vacho havana kana musoro havambobvunzawo kuti Tenzi anoti kudii. Ndochakavapa kutadza kubudirira uye kuti danga ravo rose zvaro rezvipfuwo riti mwarara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vafudzi vava vasina njere, havana kubvunza Jehovha; naizvozvo havana kuzofara, namapoka avo ose akapararira.
Shona 2009?
Nokuti vafudzi vava vasina njere, havana kubvunza Jehovha; naizvozvo havana kuzofara, namapoka avo ose akapararira.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vafudzi vava vasina njere, havana kubvunza Jehovha; naizvozvo havana kuzofara, namapoka avo ose akapararira.