Jeremiah 10:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, Jehova, ndinoziʋa kuti nzira yomunhu haizi yake amene; munhu, unofamba, haagoni kururamisa nhano dzake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha, ndinoziva kuti upenyu hwomunhu hahusi hwake; hazvizi kumunhu kuti aruramise nzira dzake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nhai Tenzi! Inga ndinoziva wani kuti munhu haasiri iye pachake anozvirongera gwara rokufamba naro, uye kuti pakufamba munhu haasiri iye anozvitungamirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa, Jehovha, ndinoziva kuti nzira yomunhu haizi yake amene; munhu, unofamba, haagoni kururamisa nhano dzake.
Shona 2009?
Haiwa, Jehovha, ndinoziva kuti nzira yomunhu haizi yake amene; munhu, unofamba, haagoni kururamisa nhano dzake.
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa, Jehovha, ndinoziva kuti nzira yomunhu haizi yake amene; munhu, unofamba, haagoni kururamisa nhano dzake.