Jeremiah 10:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, Jehova, ndiraŋgei henyu, asi muite nokururama; musaɀiita nokutsamŋa kwenyu, kuti murege kundipedza cose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndirangei, Jehovha, asi chete nokururamisira, kwete mukutsamwa kwenyu, kuti murege kundiparadza zvachose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi Tenzi, kundidzora, ndidzorei henyu, asi zviri pamwero musina kushatirwa nokuti mungadaro mukaita kuti pangu pandiperere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa, Jehovha, ndirangei henyu asi muite nokururama; musazviita nokutsamwa kwenyu, kuti murege kundipedza chose.
Shona 2009?
Haiwa, Jehovha, ndirangei henyu asi muite nokururama; musazviita nokutsamwa kwenyu, kuti murege kundipedza chose.
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa, Jehovha, ndirangei henyu asi muite nokururama; musazviita nokutsamwa kwenyu, kuti murege kundipedza chose.