Jeremiah 10:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌururirai kutsamŋa kwenyu pamsoro pamarudzi aʋanhu ʋasiŋgakuziʋiyi, napamsoro pamarudzi asiŋgaɗani zita renyu; nokuti ʋakadya Jakobo, ɀirokwaɀo, ʋakamudya nokumupedza, ʋakaparadza ʋugaro bgake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dururirai kutsamwa kwenyu pamusoro pendudzi dzisingakurangarirei, pamusoro pavanhu vasingadani kuzita renyu. Nokuti vakadya Jakobho; vakamudya zvachose, uye vakaparadza nyika yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dururirai hasha dzenyu pane vechirudzi vasingakuzivei, uye pamarudzi asinganamati zita renyu nokuti vakazhanya vokwaJakobho vakavazhanya vakaparadzawo musha wavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dururirai kutsamwa kwenyu pamusoro pamarudzi avanhu vasingakuziviyi, napamusoro pamarudzi asingadani zita renyu; nokuti vakadya Jakobho, zvirokwazvo, vakamudya nokumupedza, vakaparadza hugaro hwake.
Shona 2009?
Dururirai kutsamwa kwenyu pamusoro pamarudzi avanhu vasingakuziviyi, napamusoro pamarudzi asingadani zita renyu; nokuti vakadya Jakobho, zvirokwazvo, vakamudya nokumupedza, vakaparadza hugaro hwake
Shona SUB 2002 Bible
Dururirai kutsamwa kwenyu pamusoro pamarudzi avanhu vasingakuziviyi, napamusoro pamarudzi asingadani zita renyu; nokuti vakadya Jakobho, zvirokwazvo, vakamudya nokumupedza, vakaparadza hugaro hwake.