Jeremiah 10:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀakafanana nembiru dzakaʋezwa, dzisiŋgatauri; ɀinofanira kutakurwa, nokuti haɀigoni kufamba. Musaɀitya, nokuti haɀigoni kuita ɀakaipa, kunyaŋge kuita ɀakanaka, haɀigoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sedukununu kumucheto womunda wamavise, zvifananidzo zvavo hazvigoni kutaura; zvinofanira kutotakurwa nokuti hazvigoni kufamba. Musazvitya; hazvigoni kukukuvadzai, uye hazvina nebasa rose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvakaita sezvimifananidzo zvokudzingisa nazvo makunguo mumunda wamagaka. Kutaura, hazvigone kutaura zvinoita zvokutotakurwa nokuti hazvigone kufamba. Musazvitye nokuti hazvikwanisi kuita zvakaipa kana kuita zvakanaka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvakafanana nembiru dzakavezwa, dzisingatauri; zvinofanira kutakurwa, nokuti hazvigoni kufamba. Musazvitya, nokuti hazvigoni kuita zvakaipa, kunyange kuita zvakanaka, hazvigoni.”
Shona 2009?
Zvakafanana nembiru dzakavezwa, dzisingatauri; zvinofanira kutakurwa, nokuti hazvigoni kufamba. Musazvitya, nokuti hazvigoni kuita zvakaipa, kunyange kuita zvakanaka, hazvigoni."
Shona SUB 2002 Bible
Zvakafanana nembiru dzakavezwa, dzisingatauri; zvinofanira kutakurwa, nokuti hazvigoni kufamba. Musazvitya, nokuti hazvigoni kuita zvakaipa, kunyangwe kuita zvakanaka, hazvigoni.”