Jeremiah 10:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋose pamŋe cete haʋanenjere, mapenzi; dzidzo yeɀifananidzo iɗanda ɀaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose havana njere uye mapenzi; vanodzidziswa nezvifananidzo zvamatanda zvisingabatsiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi izvo mazungairwa namapenzi hapana chaungadzidze kuzvifananidzo zvokunamata nokuti zvimiti chete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vose pamwechete havane njere, mapenzi; dzidzo yezvifananidzo idanda zvaro.
Shona 2009?
Asi vose pamwechete havane njere, mapenzi; dzidzo yezvifananidzo idanda zvaro.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vose pamwechete havane njere, mapenzi; dzidzo yezvifananidzo idanda zvaro.