Jeremiah 10:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Isirveri yakapfurwa ikaita ɓape, yakatorwa Tarshishi, nendarama inobva Ufazi, riri ɓasa remhizha neramaʋoko omupfuri wendarama; ɀakafukidzwa ŋguʋo dzemiceka mitema nemitȿuku; ɀose iɓasa raʋanhu ʋenjere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sirivha yakapfurwa inotorwa kubva kuTashishi negoridhe richibva kuUfazi. Zvakaitwa nemhizha uye nomupfuri wegoridhe, zvopfekedzwa zvino nguo dzomucheka webhuruu nowepepuru, zvose zvinoitwa navabati vano umhizha,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sirivha yakapfurwa yacho, yaibva kuTashishi nendarama ichibva kuUfazi; zvifananidzo zvacho ibasa ramaoko emhizha uye rinoitwa namaoko emhizha dzendarama. Hanzu dzazvo dzinenge dziri tsvuku kana dzoruvara rwehute, zvose izvozvo ibasa renyanzvi dzavanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Isirivha yakapfurwa ikaita bope, yakatorwa Tarishishi, nendarama inobva Ufazi, riri basa remhizha neramaoko omupfuri wendarama; zvakafukidzwa nguo dzemicheka mitema nemitsvuku; zvose ibasa ravanhu venjere.
Shona 2009?
Isirivha yakapfurwa ikaita bape, yakatorwa Tarishishi, nendarama inobva Ufazi, riri basa remhizha neramaoko omupfuri wendarama; zvakafukidzwa nguvo dzemicheka mitema nemitsvuku; zvose ibasa ravanhu venjere.
Shona SUB 2002 Bible
Isirivha yakapfurwa ikaita bope, yakatorwa Tashishi, nendarama inobva Ufazi, riri basa remhizha neramaoko omupfuri wendarama; zvakafukidzwa nguo dzemicheka mitema nemitsvuku; zvose ibasa ravanhu venjere.