Jeremiah 11:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova wehondo, iye wakakusima, wakareʋa ɀakaipa pamsoro pako, nokuɗa kweɀakaipa ɀeimba yaIsraeri, neimba yaJuda, ɀaʋakaita ʋacinditsamŋisa nokupisira kwaʋo Baari ɀinonhuwira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha Wamasimba Ose, iye akakusima, atema chirevo chezvakaipa kwauri, nokuti imba yaIsraeri neimba yaJudha vakaita zvakaipa, vakanditsamwisa nokupisira Bhaari zvinonhuwira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tenzi wehondo nehondo iye akakusimai ati muwirwe nenhamo pamusana pezvakaipa zvakaitwa nemba yokwaIsiraeri nemba yokwaJudha vachindishatirisa nokupira rusenzi kuna Bhaari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha wehondo, iye wakakusima, wakareva zvakaipa pamusoro pako, nokuda kwezvakaipa zveimba yaIsiraeri, neimba yaJudha, zvavakaita vachinditsamwisa nokupisira kwavo Bhaari zvinonhuwira.”
Shona 2009?
Nokuti Jehovha wehondo, iye wakakusima, wakareva zvakaipa pamusoro pako, nokuda kwezvakaipa zveimba yaIsiraeri, neimba yaJudha, zvavakaita vachinditsamwisa nokupisira kwavo Bhaari zvinonhuhwira."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha wehondo, iye wakakusima, wakareva zvakaipa pamusoro pako, nokuda kwezvakaipa zveimba yaIsiraeri, neimba yaJudha, zvavakaita vachinditsamwisa nokupisira kwavo Bhaari zvinonhuwira.”